menu-iconlogo
logo

Donhodzo

logo
Liedtext
Donhodzo rangu se Jorodhani

Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu

Esthandwa Sami, ngirozi yangu

Muhana mako mukati imomo ndonzvimbo yangu

Donhodzo rangu se Jorodhani

Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani

Tovhaira fani tikati tande nebani

Tichafamba nema maira mazana mashanu

Tovhaira fani tikati tande nebani

Tichafamba nema maira mazana mashanu

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti

Ga ga, nemukati kuti ga

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti

Ga, ga, nemukati kuti ga

Donhodzo rangu seJorodhani

Muhana mako mukati imomo

Ndonzvimbo yangu

Esthandwa sami, ngirozi yangu

Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani

Esthandwa sami, ngirozi yangu

Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani

Tovhaira fani, tikati tande nebani

Tichafamba nema maira mazana mashanu

Tovhaira fani, tikati tande nebani

Tichafamba nema maira ahh mudiwa

Munzira yemusango dhiya tichanhonga nhengeni

Tofamba mvura yakasa tingazopera ngemheni

Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni

Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi

Shungu dzekundiso dzakanamira sedhimoni

Zvingati yatichazotura mafemo mangwana

Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni

Kamoto tosika, tobika, tofambira mberi

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu imboti

Ga ga, nemukati kuti ga

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti

Ga, ga, nemukati kuti ga

Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya

Dai mandipa corona

Mwendamberi munogona

Ndakachibata ah

Ndikachikoka (ndikachikoka)

Ndakachizunguza chikachikakata

Ndakachibata (ndachikoka)

Ndikachikoka ah

Ndakachizunguza ndikachikakata

Ndakavamutsa nengoma yavairova nhongonya

Dai mandipa corona

Mwendamberi munogona

Ndakachibata

Ndikachikoka

Ndakachizunguza ndikachikakata

Pukuta masodzi nyarara

Tosangana patakarangana yee ah

Zviuya zvouya mangwana

Chengeta chitsidzo chehana ah

Pukuta masodzi nyarara

Tosangana patakarangana yee ah

Zviuya zvouya mangwana

Chengeta chitsidzo chehana

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti

Ga ga, nemukati kuti ga

Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika

Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti

Ga, ga, nemukati kuti ga

Donhodzo rangu seJorodhani

Muhana mako mukati imomo

Ndonzvimbo yangu

Esthandwa sami, ngirozi yangu

Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani

Esthandwa sami, ngirozi yangu

Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani

Tovhaira fani, tikati tande nebani

Tichafamba nema maira mazana mashanu

Tovhaira fani, tikati tande nebani

Tichafamba nema maira mazana mashanu

Ihondo yaChaka, Rodney Clean Shizzle Maji

Hello? Mudhara Silent Killer

Eh parisei paJoza

Haa ndanga ndichida kungokuudzai kuti tapedza ma sports

Donhodzo von Jah Prayzah - Songtext & Covers