Hasha dzinenge dzatutumira
Hwa hwa hunenge hwasanganiswa
Anouya nemashoko magara moyo
Anouya nehondo ozanurira
Hmm hasha
Ah hmm hasha
Ndomera ronda repamoyo
Ndakabaiwa newandakapa moyo
Wongoshinga kugarira shungu
Zvandiremera
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu mumoyo zvorwadza
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu zvandiremera iwe
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu mumoyo zvozimba
Iya iya howe
Iya iya
Zvikanzi uchatondi dedera
Nekoti ndini musoro wemba
Aitoti uchatondi gwadama
Unorara watonhora
Ukapikisa unorara watonhora
Unorara watonhora
Ukapikisa unorara watonhora
Unorara watonhora
Wongoshinga kungarira shungu
Zvandiremera
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu mumoyo zvorwadza
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu zvandiremera iwe
Iya iya howe
Iya iya howe
Wongoshinga kungarira shungu mumoyo zvozimba
Iya iya howe
Iya iya
Kupera kuonda kufunganya mukoma ndeha
Kupera kuonda kufunganya mukoma ndeha
Mavanga kumeso kuzenge gandanga ndeha
Mavanga kumeso kuzenge gandanga ndeha
Kupera kuonda kufunganya mukoma ndeha
Kupera kuonda kufunganya mukoma ndeha
Mavanga kumeso kuzenge gandanga ndeha
Mavanga
Ndaimboti ndakuenda
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera
Ndaimboti ndakuenda
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera
Hmm unorara watonhora
Unorara watonhora
Hasha
Hmm unorara watonhora
Unorara watonhora
Hasha
Heeey