Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavidha
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Trisa samba sa jigusa
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saMiriam
Ah hona heree
Ah hona heree
Ah hona heree
Ah hona heree
Kana mweya mtsvenee
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
Kana mweya mtsvenee hona
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
Kana mweya mtsvenee
Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha
Ndotamba ndotamba hona
Ndotamba ndotamba mkoma
Everybody
Kana mweya mtsvenee hona
Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Kana mweya mtsvenee hona
Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Kana mweya mtsvenee hona
Kana Mweya mtsvenee agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Ndoimba ndoimba mkoma
Ndoimba ndoimba hona
Ndoimba ndoimba mkoma
Hande tionee
Hande tionee eeh eh eh eh eh
Hande tionee eeh eh eh eh eh
Vana vaPharoah vamunoona avaa shuwa hamuchazovaone zvee
Vaida kuti tiparadzwe asi ndivo vaparadzwa nemvura wani
Vaida kuti ndinyadziswe asi ndivo vanyadziswa
Vaida kuti ndipusiswe asi ndivo vapusiswaa
Ndotamba ndotamba mkoma
Ndotamba ndotamba mkoma
Ndotamba ndotamba mkoma
Hande tione vakomana
Huuu
Huya apa huya apa
Huya apa huya apa
Huya apa huya apa
Nchataamba saDhavhidha
Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba ini
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaimba ini
Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba ini
Nchataamba saDhavhidha
Hee ndchatamba
Ndoiimba saMiriam
Hona tamba tamba tamba mkoma
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba
Nchataamba saDhavhidha
Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba
Nchataamba saDhavhidha
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hona tamba tamba tamba
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaii
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hoo nchataa
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hona tamba tamba tamba
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Munhu wese ngatimboimba
Nchataamba saDhavhidha
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Everybody Nchataamba saDhavhidha
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hoo nchatamba
Nchataamba saDhavhidha
Hee nchaiimba
Iye iyee Ndoiimba saMiriam
Hona tamba tamba tamba
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam uhh
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam uhh uhh
Nchataamba
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam
Nchataamba saDhavhidha
Iye iye Ndoiimba saMiriam uhhh