menu-iconlogo
huatong
huatong
winky-d-simba-cover-image

Simba

winky dhuatong
Diunggah oleh bloodcolony9545
ChiExtra

Haaaha

Tirikutsvaga simba

Kuno tirikutsvaga simba

Tirikuda simba

Maziso edu zhinji ndeekutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Inini zvangu zvandibata ndakuyenda

Osikidhi ndakufamba nekutenda

This time ndakufamba ndine agenda

Ndiyereseyi kunge November

Itayi chese chandabata chiite

Zvisina kururama itayi nditye

Zvandinoshuwira ndizadzikise

Handisi chinhu asi ndinofara hama yangu ndishe

Muchindiona ndirikutsvaga simba

Simba ndosaka ndayimba

Muchindiona ndirikutsvaga simba

Ndifambire mudenga

Pasi zvakadzimba

Maziso edu zhinji ndeekutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Ndabata icho nechinochi

Ndafamba nemaporofita kunga Timoti

Nguva irikupera tichingoti

Zvichanaka, tichishayiwa musimboti

Zvepasi zvakawoma asi taTrya-trya

Tinoda simba tisvike paneVaya-vaya

Kubva mangwanani kusvika rinyure

Ndiripo pandima

Ndabata shaya ndagaya-gaya

Muchindiona ndirikutsvaga simba

Simba ndosaka ndayimba

Muchindiona ndirikutsvaga simba

Ndifambire mudenga

Pasi zvakadzimba

Maziso edu zhinji ndeekutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Maziso edu zhinji ndeekutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Maziso edu zhinji ndeekutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

Hatione baba

Ndipeyi simba kunge Bona

Ndigamheyi ndisadonha

Rekaman

Kamu Mungkin Menyukai

Lihat selengkapnyalogo

Daftar Putar Terkait

Lihat selengkapnyalogo