menu-iconlogo
logo

Ndin'Ndamubata

logo
Testi
Ndin ndamubata eheee ndin ndamubata

Zvainenge pasa-pasa

Handikutamba makasa

Kare kangu ndairakasha

Kusvikira mvura yagasa

Zvayaingove bata wabata

Kugomera kukwira makata

Mwenje kubaka-baka

Hombarume ndakakata

Machembere zvangu zvandibata

Kunodiwa haga mukaka

Eheee tachinja mupaka

Kunodiwa haga mukaka

Machembere zvangu zvandibata

Kunodiwa haga mukaka

Eheee tachinja mupaka

Kunodiwa haga mukaka

Vakomana munoda kufara ndizvo here

Kumberi

Eheee mafambiro edu kupiko

Kumberi

Vasikana munoda kutamba ndizvo here

Kumberi

Ehee mafambira edu kupiko

Kumberi

Tirikukwira manera hatichada kunanaira

Ndini ndakaisimudza ngoma inoti kedega

Yakatangira zengeza ikabudira kumoza

Ehee pasi pandimedza

Shamwari dzandinyengedza

Mai mwana iwe zunguza

Kwete kungondinyemudza

Mai mwana iwe zunguza

Kwete kungondinyemudza

Gamba ndichaedza

Kusvikira kwaedza

Gamba ndichaedza

Kusvikira kwaedza

Vakomana munoda kufara ndizvo here

Kumberi

Eheee mafambiro edu kupiko

Kumberi

Vasikana munoda kutamba ndizvo here

Kumberi

Ehee mafambira edu kupiko

Kumberi

Kusandurudza dzese

Ngoma inorira kwese

Simudzai maoko mese

Tofarira pese-pese

Sunungura mukwede

Tura mafemo tiende

Simudzai maoko mese

Tofarira pese-pese

Machembere zvangu zvandibata

Kunodiwa haga mukaka

Eheee tachinja mupaka

Kunodiwa haga mukaka

Machembere zvangu zvandibata

Kunodiwa haga mukaka

Eheee tachinja mupaka

Kunodiwa haga mukaka

Vakomana munoda kufara ndizvo here

Kumberi

Eheee mafambiro edu kupiko

Kumberi

Vasikana munoda kutamba ndizvo here

Kumberi

Ehee mafambira edu kupiko

Kumberi

Wakonzera bongozozo

Aaaaaaheee bongozozo

Wandipedzera musoko-soko

Aaaaaaheee bongozozo

Ngoma inotambika mbakumba

Aaaaaaheee bongozozo

Inga dzangu ndasunga dzasimba

Aaaaaaheee bongozozo

Mai mwana kusakura semunda

Aaaaaaheee bongozozo

Wandisasika ndanuna

Aaaaaaheee bongozozo

Bongozo bongozozo

Aaaaaaheee bongozozo

Paita bongozo bongozozo

Aaaaaaheee bongozozo

Ini handigone tenderera

Ndino zendemura

Ndino kanyaira

Ini handigone tenderera

Ndino zendemura

Ndino kanyaira

Ini handigone tenderera

Ndino zendemura

Ndino kanyaira

Ini handigone tenderera

Ndino zendemura

Ndino kanyaira

Sangendenge heee sangendenge kumberi

Sangendenge haaa sangendenge kumberi

Sangendenge heee sangendenge kumberi

Sangendenge haaa sangendenge kumberi

Ndin ndamubata eheee ndin ndamubata

Ndin ndamubata eheee ndin ndamubata

Ndin ndamubata eheee ndin ndamubata

Ndin ndamubata eheee ndin ndamubata

Ndin'Ndamubata di Jah Prayzah - Testi e Cover