Svovi yangu
Cheka cheka kana ndakacheka mucheka
Ka mucheka
Bokola bokola kana ndichifamba nadarlie wangu
Seta seta vasikana vakunzwa nyota
Bokola bokola twunhu twandinoita nadarlie wangu
Svovi yangu tichango fanmba tiri munzira imweeyo
Svovi yangu tichango ita chero zvadiwa nehana

Sunga sungano kuti nganganga sunga
Ga sunga ga sunga
Kiya kiya kana mbambamba kiya kiya
Nhongai nyama vasikana ndati imwai mhamba
Imwai mhamba
Vharai dama
Vharai dama vakomana ndati chinjai mupaka
Halla halla kana wandigaya halla
Tamba tamba zvinyoro nyoro semukaranga
Gaya gayaa Ukandidzvinyira uchandigaya
Gaya gayaa