Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
Ndaibhururuka kuna amai vangu 
Dai ndanga ndine makumbo mana 
Ndaimhanya ndoenda kuna ba vangu 
(Heeei) Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(Ho ndaibhururuka kani) Ndaibururuka kuna amai vangu 
(Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana 
(Ho ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
(He dai ndiri shiri kani) Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(Ho ndaibhururuka kani) Ndaibururuka kuna amai vangu 
(Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana 
(Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
Ayikho into eqgithi khaya 
Xa uxakekile une hlungu zakho 
Akhuko ndawo 
Akhuko ndawo 
Efana nekhaya lakho 
Apho kukhona khona uthando 
Apho kukhona ukunwaba 
Apho kukhona izihlobo zako 
Apho kukhona khona uthando 
Apho kukhona ukunwaba 
Apho kukhona izihlobo zako 
Ayikho into eqgithi khaya lakho 
Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(into eqgithi khaya lakho) Ndaibhururuka kuna amai vangu 
(eyyyy heyyy heyy) Dai ndanga ndine makumbo mana 
(into eqgithi khaya lako) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
Ayikho, ayikho 
Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(Aikho into eqgithi khaya lako) Ndaibhururuka kuna amai vangu 
(eyyyy heyyy heyy) Dai ndanga ndine makumbo mana 
(into eqgithi khaya lako) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
Go nkabe ke le nong 
Ke rakalela godimo ke sae tlase 
Le kareng fa nkamela dibuka 
Di nkuka di nkisa mankaleng nkaleng matlhaleng 
Ko kgo buwiwang ka puo koko le maene a teng 
Setswana sa teng se le koteng 
Bomme taola banna teng 
Makgakgeng a bo madipila 
Kore ba tansa mokotla sampa dipampentsa 
Re tlhola re buwa re besa 
Seno re se bitsa re re boitumelo 
Maroping kgo tlhokekga poelo 
Re buwe katsa botshelo 
Botshelo jwateng le botshelo ba motsogapele 
Ha re buele semele ke ka moo tshitshilwane e seilweng e lwala 
(He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu 
(Hodai ndine makumbo mana) Oh dai ndanga ndine makumbo mana 
(Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
(He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka 
(Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu 
(Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana 
(Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu 
Hapana chekumirira apha 
Hapana chekumirira apha 
Hona tari yacho ko chii 
Hona mari yacho ko chii 