Zvakagumira pa Sarungano
Zvakadaro
Ndokufunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo
Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano
Eeeeee Heeeeeeee
Uri
Vanga Rekutsva
Akunghanite
Uri
Bundu repamusana
Ohtenghe te
Kunyepera Kushinga
Mumoyo mune hondo
Haungawanike
Asi nguva nenguva
Ndozodzoka ndofunga
Shungu ndoda kuita
Asi zviro zvacho
Zvakagumira pasarungano
Dai tatapindawo nemoyo kuita tsika nditsike
Dai taenda kumaroro taita tsika nditsike
Dai tatine tariro taita tsika nditsike
Taizofuratira nhamo taita tsika nditske
Dai tatapindawo nemoyo taita tsika nditsike
Dai taenda kumaroro taita tsika nditsike
Dai tatinr tariro taita tsika nditsike
Taizofuratira nhamo
Zvakadaro
Ndongofunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo
Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano
HeeeeeeeeheeeHeeeeeeee
Hiiiiiiiiiiiii
Aheeeeeeeee yaaaaaaa
Aaaaaah yereihaaaaaaaa
Aaaaaah yeeeeeee Ayeireaaaaah
Masodzi oyerera
Aheeeeeeeee yaaaaaaa
Aaaaaah yereihaaaaaaaa
Aaaaaah yeeeeeee Ayeireaaaaah
Masodzi oyerera
Zvakadaro
Ndongofunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo
Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano
Zvakadaro
Ndongofunga Munguva Yechando
Ndaitodawo
Dai tanamirirana senamo
Hana yacho
Yongorwisana nemwene wayo
Rudo rwacho
Rwakagumira pasarungano