menu-iconlogo
logo

Boi Boi

logo
লিরিক্স
Wa-gwi-zi

Kabhaskoro kandikanyira

Kakadambuka career

Ndakatumira nhume zvikaramba

Yakawira mustime

Ndokufumira kufamba kuchinaya

ndikarasika pamharadzano

Ndoti Boi boi wooo

Maziso kuti boi

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Kana ndouya ikoko

Vesa kamoto

Ndikaona kamwenje murima

Ini ndoziva pauri chaipo

Ndini uyo pote nedondo

Kuteera pakada moyo

Ndisunungure ndiwane zororo

Wondipawo manyemwe

Embongoro

Ndisunungure ndiwane zororo

Wondipawo manyemwe

Embongoro

Ndini ndaikudongorera

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ini ndifambe ndifambe ndomira

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Huh rudo ndimonerere

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ukabvuma ndichakurera

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ndafamba rwendo chimhandara

Iwe kure kwandinobva

Ndaizeza kutaura pada moyo

Shoko racho ndoridudza

Asi taisangana muchimana

Dai ndakujaira

Asi dai taizivana kubvira kare

Dai ndakujaira

Ndibatire shangu

Nditakanure bhachi rangu

Ndafunga kuti ndivhumbunure

Zviri muhana

Ndini ndaikudongorera

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ini ndifambe ndifambe ndomira

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Huh rudo ndimonerere

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ukabvuma ndichakurera

Ndakagara ndichikuda ndichinyara

Ndakagara ndichikuda

Ramba uchidira some more

Some more

Some more

Some more

Ramba uchidira some more

Alright

Ramba uchidira some more

Ndiani vakakodzera kugara padare remajita

Tinashe Nash Mutarisi

Washington Ushamba

MacDonald Murombe

Silent Killer pajoza

Clever Chazireni

Some more

Stot-ie!

Jah Prayzah-এর Boi Boi - লিরিক্স এবং কভার