menu-iconlogo
logo

Mukwasha

logo
লিরিক্স
He eeh

He eeh

Kumura ngovani

Pfugama nebvi rimwetchete

Motorova gushu mkwasha

Denga riye rikatinhira

Tirikuda mbeu neanorima

Motoona yekutamba mkwasha

Aaah wondimutsa nemutupo

Gara wangoziva kuti ndozviripo

Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mkwasha

Uchatenga mombe uchabaya uchavhiya

Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya

Ende baba vati vanoda madhorofiya

Wotomhanya musango mkwasha

Pane andibira pombi yemvura

Kana zondo rangu randanga ndabvura

Vanhu vese vati bvunzai mkwasha

Pakati pevanhu vese varipo

Ndiani watigarira kumhepo

Zvakungonzi bvunzai mkwasha

Ndrikunzwa kuda kurova munhu

Ndrikunzwa kuda kubata munhu

Rega ndimbokurova mkwasha

Zvandapfura nekutah

Inga ndakubatirai gwaya

Ndikamora mukoko wangu

Huchi husina mazana

Zvandapfura nekutah

Inga ndakubatirai gwaya

Ndikamora mukoko wangu

Huchi husina mazana

Cheriyacho cheriyoo

Yamakandipa menyai mwana

Nyangwe zvikarema ndoita

Nharo dzamalema

Cheriyacho cheriyoo

Yamakandipa menyai mwana

Nyangwe zvikarema ndoita

Nharo dzamalema

Mkwasha jongwe iro

Muchamhabya naro kusvika maribata

Madzimbuya voda sadza remagaka

Changamire vati vanoda hari mkwasha

Zino rakaora muchando rinobanda

Handina mari yekudzurisa kani kani mkwasha

Vakatemwa nyora kare neimwe n'anga

Vatezvara vangu nharo vanodzikaka

Tungamira mombe ndiremember

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Tsemura danda uratidze ukwasha

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Tibatire foro ndiremember

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Kutakura danda ndokuti mkwasha

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Asambeni famba nendima

Zvandapfura nekutah

Inga ndakubatirai gwaya

Ndikamora mukoko wangu

Huchi husina mazana

Zvandapfura nekutah

Inga ndakubatirai gwaya

Ndikamora mukoko wangu

Huchi husina mazana

Cheriyacho cheriyoo

Yamakandipa menyai mwana

Nyangwe zvikarema ndoita

Nharo dzamalema

Cheriyacho cheriyoo

Yamakandipa menyai mwana

Nyangwe zvikarema ndoita

Nharo dzamalema

Pamoyo pamoyo

Ndipo pagere munziea yerudo

Tichafamba nemo nemo

Zorozo remoyo wangu ndiwe unogaramo

Madzoro yerudo anotumwa munhu gere

Akatema muonde akadenha

Akatema muonde akadenha

Zvakanaka chihombe zvakanaka

Zvakanaka chihombe zvakanaka

Akatema muonde akadenha

Akatema muonde akadenha

Zvakanaka chihombe zvakanaka

Zvakanaka chihombe zvakanaka

Jah Prayzah-এর Mukwasha - লিরিক্স এবং কভার