Pamunovhika painovhuruvhuta
Mweya yakaipa mweya yandinotya
Pamunovhika painovhuruvhuta honde
Mweya yakaipa ahh honde mweya yandinotya honde
Painodzoka ichamirira kwadoka honde
Mweya yakaipa ahh honde mweya yandinotya
Honde
Painodzoka ichamirira kwadoka
Honde
Mweya yakaipa ahh honde mweya yandinotya
Huyai mupukute masodzi angu bvumbamirai
Douyai mundipewo chinzvimbo changu bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angubvumbamirai
Douyai mundipewo chinzvimbo changu bvumbamirai
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Kwekwe Tamuka ka urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo vasati vapindura
Kwekwe Tamuka ka urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo havasati vapindura
Shungu iwe shungu iwe
Zviuya zviri mberi
Izwi revari musango harisati ranzwika
Shungu iwe shungu iwe
Zviuya zviri mberi
Izwi revari musango harisati rapindura
Huyai mupukute masodzi angu bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angu bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Homwe ichabereka dzimwe homwe
Mukoma rugare hande mukoma rugare
Kumbirawo uchenjere uchazova chikonzero
Cherugare hande mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka pamucharangarira vamwe
Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa
Rugare hande mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka pamuchakomborera vamwe
Mudzimu unoyera baba ndovavarira
Rugare hande mukoma rugare
Huyai mupukute masodzi angu bvumbamira
Douya mundipewo chinzvimbo changu bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angu bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
Makata iwe makata bvumbamira
Tichingoripo tichigomera bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere bvumbamira
G for each b***h baby