menu-iconlogo
logo

One More Time

logo
Letra
Dai baby wave neni one more time

Dai baby wave neni one more time(one more time)

Dai baby wave neni one more time

Semunhu wenyama dzimwe nguva ndokutadzira

Hazvireve handikude zvinowanikwa baby

Mukutaura nemukuita dzimwe nguva ndendichiti ndikunatsa

Chishuwo changu mumoyo mangu kukufadza all the time

Ukandiramba baby wangu oda ndisare naniko

Ukandiramba mudiwa oda ndisare naniko

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

Ndinozviziva kuti unondida, unozviziva neni ndokudawo (ndokudawo)

Kukanganisirana kunowanikwa murudo mudiwa

Chakakosha kuregererana, kutawurirana nekusa ignowana

Zvatakaronga zvese mudiwa zvingafamba sei kana ukandiramba?

Ukandiramba baby wangu oda ndisare naniko (oda ndisare nani?)

Ukandiramba mudiwa (ukandiramba) oda ndisare naniko

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

(Kana ukandiramba) Ukandiramba baby wangu (kana ukandiramba) oda ndisare naniko

Ukandiramba mudiwa oda ndisare naniko (taura neni)

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time (taura neni)

Taura neni,ivavo neni, ndiwanire time

Hapana ramangwana rangu randinorota iwe usipo(randinorota iwe usipo) amai vevana

Vavengi vangandidzosera shure asi hapana angandibvisa pauri

Dai baby wave neni one more time (one more time)

Dai baby wave neni one more time (one more time)

Dai baby wave neni one more time (one more time)

Dai baby wave neni one more time (one more time)

Ukandiramba baby wangu (ukandiramba) oda ndisare naniko (kana ukandiramba)

Ukandiramba mudiwa (kana ukandiramba) oda ndisare naniko (taura neni)

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

Taura neni, ivavo neni, ndiwanire time

Ndiwanire time

Shaa usandidaro shaa

Ndiwanire time

Ndiri wako shaa

One More Time de Nox – Letras & Covers